lirikku.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #
.

Mutorwa (alien) - Vee mukarati Lyrics


By: Admin | Artist: V vee mukarati | Published: 2024-20-09T11:00:36:00+07:00
Mutorwa (alien) - Vee mukarati LyricsLirikku.ID - Mutorwa (alien) - Vee mukarati Lyrics: Halo Lirikku.ID, Dalam konten ini, kami menyediakan chord gitar untuk lagu "Mutorwa (alien) - Vee mukarati Lyrics" yang dinyanyikan oleh Toton V vee mukarati. Dengan chord yang disajikan, pemula atau penggemar musik dapat dengan mudah memainkan lagu ini dengan gitar mereka sendiri. Kami menyajikan chord dengan akurasi tinggi sehingga pemain dapat mengikuti alunan musiknya dengan baik. Juga, kami akan memberikan informasi tambahan mengenai lirik lagu dan mungkin beberapa tips untuk menyempurnakan permainan gitar. Konten ini cocok untuk penggemar musik yang ingin belajar lagu baru atau bagi mereka yang ingin menikmati kesenangan bermain musik dengan gitar. Silahkan disimak Mutorwa (alien) - Vee mukarati Lyrics Berikut Dibawah ini untuk Selanjutnya.

usanditarise
kana kundibvunza nzira
nekuti ndirimutorwa
pasi pano
mhinduro yaunotsvaga
ndiyo inonditadzisa kurara
nekuti ndirimutorwa
pasi pano
zviningamupini zvose
nazvo zvinokushusha kani
zvinodishaisa hope
pasi pano

makomo nemikoto
migwagwa nenjanji
dzandinoziva dzirikure kani
nekuti ndirimutorwa
pasi pano
makomo nemikoto
migwagwa nenjanji
dzandinoziva dzirikure kani
nekuti ndirimutorwa
pasi pano

makomo nemikoto
migwagwa nenjanji
dzandinoziva dzirikure kani
nekuti ndirimutorwa
pasi pano
makomo nemikoto
migwagwa nenjanji
dzandinoziva dzirikure kani
nekuti ndirimutorwa
pasi pano
sakandati horoiye iye
vakurupindirai kani
horoiye iye
ishe pindirai kani
horoiye iye
vakurupindirai kani
horoiye iye
ishe pindirai kani
nekuti tirivatorwa

horoiye iye
vakurupindirai kani
horoiye iye
ishe pindirai kani
horoiye iye
vakurupindirai kani
horoiye iye iye iye ye
ishe pindirai kani
nekuti tirivatorwa


Saksikan Video Mutorwa (alien) - Vee mukarati Lyrics Berikut ini..


Random Song Lyrics :

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...

LIRIK YANG LAGI HITS BULAN INI

Loading...