lirikku.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #
.

Champion - Tony lyas Lyrics


By: Admin | Artist: T tony lyas | Published: 2024-25-09T06:20:01:00+07:00
Champion - Tony lyas LyricsLirikku.ID - Champion - Tony lyas Lyrics: Halo Lirikku.ID, Dalam konten ini, kami menyediakan chord gitar untuk lagu "Champion - Tony lyas Lyrics" yang dinyanyikan oleh Toton T tony lyas. Dengan chord yang disajikan, pemula atau penggemar musik dapat dengan mudah memainkan lagu ini dengan gitar mereka sendiri. Kami menyajikan chord dengan akurasi tinggi sehingga pemain dapat mengikuti alunan musiknya dengan baik. Juga, kami akan memberikan informasi tambahan mengenai lirik lagu dan mungkin beberapa tips untuk menyempurnakan permainan gitar. Konten ini cocok untuk penggemar musik yang ingin belajar lagu baru atau bagi mereka yang ingin menikmati kesenangan bermain musik dengan gitar. Silahkan disimak Champion - Tony lyas Lyrics Berikut Dibawah ini untuk Selanjutnya.

intro:

yja, it’s the freshest & dopest name in the game (imwe type)
it’s your boy tony lyas (the paladin)
the golden boy to make history…eish
(get away matsaga ese)

verse 1:

ndiani akati gomo harikwirike ?
ndiani akati kure kwe gava haku svikike ?
ndiani akati chese chinotsvagwa hachiwanike ?
imhando rudzii ye hondo isinga kundike ?
pese pandino famba nzira dzangu makeke
ndofamba ndiri straight k-ma shure handicheuke
ndofamba zviri smooth that’s why ndisinga bheuke
yava nguva yangu regai ndisimuke
ndaimbo rota life regai ndipepuke
ndiri pa game chute kwete pa game eke
kugadzira ma rhymes anodhadhamuka se ndeke
manje manje ndenge ndisisa batike
vamwe vachandi tsvaga but still handiwanike
ndinenge ndaku tsvagwa sa chidhumo na masendeke
ndinenge ndaa legend sa tuku na manyeruke
ndak-mhanyira success regai ndibhevhuke

chorus:

ndikapfuura number one, ndava champion
ma fans million anenge ava billion
mari ndaku spender k-ma trillion
so i gotta strive to be a champion (champion)

ndikapfuura number one, ndava champion
ma fans million anenge ava billion
mari ndaku spender k-ma trillion
so i gotta strive to be a champion (champion)

verse 2:

ko vakazviita, vakazviita sei ? (sei)
level rangu iri vakari pfuura sei ? (sei)
ko pavakasvika vakapa svika sei ? (sei)
ko tony lyas, ndingago tadziswa nei ?
i always think about success everyday
cause i know i will be a champion in future one day
even mai vangu vaigara vachiti “tonderai shingirira one day uchaita ndhai”
uchasiyawo mangai, waakudyawo mazai
tea ne mutakura uchazodyawo nema pie
ndaa official ndenge ndakusunga tie
zi biggest rapper, ma babe achinditi “hi”
ndaku sheya stage nana tyga nana soul jah boy
touring ma places ndichifambira mu sky
saka ndovhunza chii chinganditadzisa nhai ?
ndak-mhanyira success ma haters bye bye (bye bye)

chorus:

ndikapfuura number one, ndava champion
ma fans million anenge ava billion
mari ndaku spender k-ma trillion
so i gotta strive to be a champion (champion)

ndikapfuura number one, ndava champion
ma fans million anenge ava billion
mari ndaku spender k-ma trillion
so i gotta strive to be a champion (champion)

verse 3:

pakasvikwa ne vamwe ini ndichadarika
pese pavaka famba ndichateera ndichi tsika
step by step ndichiteera dzavo tsoka
it’s not even too late, handisati ndanonoka
ndiri kushanda ne simba handina nguva yeku breaker
makata ndaka kwidza, matero ndaakudzika
success yapa dhuze se pena ndaaku kicker
chero overseas ndichaisimudzira nyika

(bridge & outro)

ye!

i keep going, i keep moving, i keep hoping
and i keep pressing on
there’s victory on the other side, so if you know you’re a champion
i want you to sing this song with me

ye!

ndikapfuura number one, ndava champion
ma fans million anenge ava billion
mari ndaku spender k-ma trillion
so i gotta strive to be a champion (champion)

ndikapfuura number one, ndava champion
ma fans million anenge ava billion
mari ndaku spender k-ma trillion
so i gotta strive to be a champion (champion)


Saksikan Video Champion - Tony lyas Lyrics Berikut ini..


Random Song Lyrics :

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...

LIRIK YANG LAGI HITS BULAN INI

Loading...