lirikku.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #
.

Lirik Lagu Ndi kacee – First Love


By: Admin | Artist: N ndi kacee | Published: 2024-14-05T05:35:28:00+07:00
Lirik Lagu Ndi kacee – First LoveLirikku.ID - Lirik Lagu Ndi kacee – First Love: Halo Lirikku.ID, Dalam konten ini, kami menyediakan chord gitar untuk lagu "Lirik Lagu Ndi kacee – First Love" yang dinyanyikan oleh Toton N ndi kacee. Dengan chord yang disajikan, pemula atau penggemar musik dapat dengan mudah memainkan lagu ini dengan gitar mereka sendiri. Kami menyajikan chord dengan akurasi tinggi sehingga pemain dapat mengikuti alunan musiknya dengan baik. Juga, kami akan memberikan informasi tambahan mengenai lirik lagu dan mungkin beberapa tips untuk menyempurnakan permainan gitar. Konten ini cocok untuk penggemar musik yang ingin belajar lagu baru atau bagi mereka yang ingin menikmati kesenangan bermain musik dengan gitar. Silahkan disimak Lirik Lagu Ndi kacee – First Love Berikut Dibawah ini untuk Selanjutnya.

[intro]
4kus
its nation
asekuru
mabeats eshumba
yeah yeah
ndeeshumba mabeats

[verse 1]
muera soko
ndimi makandiunza pasi ndisina bvisa pondo
mazirudo amunondipa akawanda aiwa ihobho (hobho-ooo)
rufaro rwamunondipa senge ndahwina wo lotto
ndahwina lotto
ipo pano nepapo
(nepapo)
munondirwira hondo
(hondo)
neminamato yenyu
inoudza satan basopo
(ibva pano)
kusina mai hakuendwe
ndinokufungai like everyday
ndiri kushanda so one day
muchanakirwa neyangu pay

[pre-chorus]
maka…..
ndipa rudo rwekutanga
kana ndakasuwa
ndimi mega munondispaka
zvizvinji zvamaiona ndichitadza
mogadzirisa maiziva ndichiri mwana

[chorus]
imi mhamha
you’re are my first love
mhamha
ndichakukwidzai ndege
imi mhamha
ndichavaka imba
nziyo ndaimba
tererai everyday

imi mhamha
you’re are my first love
mhamha
ndichakukwidzai ndege
imi mhamha
ndichavaka imba
nziyo ndaimba
tererai everyday

[bridge]
vanoera mhofu
ishumba kana ihungwe
madube, moyo chirandu
madyirapazheee
vafonere
h-llo mama
ndokufungai everyday
kana ndinemi
ndinemiwo ndingazodei

[verse 2]
hanzi
nun better than the mother’s love
i live best when she’s around
even better when she safe and sound
and vanondida and i got no doubts
ndiri….kacheche maiti huya bhabhu
(bhabhu)
ndakufamba mondisunga shungu
(shangu)
now ndakura motarisira murooraaaa
musaware ndichakutsvagirai chingodaaa

[pre-chorus]
maka…..
ndipa rudo rwekutanga
kana ndakasuwa
ndimi mega munondispaka
zvizvinji zvamaiona ndichitadza
mogadzirisa maiziva ndichiri mwana

[chorus]
imi mhamha
you’re are my first love
mhamha
ndichakukwidzai ndege
imi mhamha
ndichavaka imba
nziyo ndaimba
tererai everyday

imi mhamha
you’re are my first love
mhamha
ndichakukwidzai ndege
imi mhamha
ndichavaka imba
nziyo ndaimba
tererai everyday

[outro]
maka…..
ndipa rudo rwekutanga
kana ndakasuwa
ndimi mega munondispaka
zvizvinji zvamaiona ndichitadza
mogadzirisa maiziva ndichiri mwana

garai kure nemoto
mazuva enyu ekurarama panyika
agowedzerwa


Saksikan Video Lirik Lagu Ndi kacee – First Love Berikut ini..


Lirik lagu lainnya: