lirikku.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #
.

Tsika Dzinokosha - Leonard dembo Lyrics


By: Admin | Artist: L leonard dembo | Published: 2024-25-09T15:27:47:00+07:00
Tsika Dzinokosha - Leonard dembo LyricsLirikku.ID - Tsika Dzinokosha - Leonard dembo Lyrics: Halo Lirikku.ID, Dalam konten ini, kami menyediakan chord gitar untuk lagu "Tsika Dzinokosha - Leonard dembo Lyrics" yang dinyanyikan oleh Toton L leonard dembo. Dengan chord yang disajikan, pemula atau penggemar musik dapat dengan mudah memainkan lagu ini dengan gitar mereka sendiri. Kami menyajikan chord dengan akurasi tinggi sehingga pemain dapat mengikuti alunan musiknya dengan baik. Juga, kami akan memberikan informasi tambahan mengenai lirik lagu dan mungkin beberapa tips untuk menyempurnakan permainan gitar. Konten ini cocok untuk penggemar musik yang ingin belajar lagu baru atau bagi mereka yang ingin menikmati kesenangan bermain musik dengan gitar. Silahkan disimak Tsika Dzinokosha - Leonard dembo Lyrics Berikut Dibawah ini untuk Selanjutnya.

[verse 1]
baba naamai regai nditaure zvandaiona ndichiri mucheche
baba naamai regai nditaure zvandaiona ndichiri mucheche
kutora chinhu usina kuk*mbira ndinozviziva kutyora mutemo
kutora chinhu usina kuk*mbira ndinozviziva kuvhuna mutemo
kuzoba hunge ndachishaya, hunge ndachichiva kuti dai chiri changu
kuzoba hunge ndachishaya, hunge ndachichiva kuti dai chiri changu

[chorus]
tsika dzako mwanawe ngadziremekedzwewozve
(ngadziremekedzeke, ngadziremekedzeke)
tsika dzako mwanawe ngadziremekedzwewozve
(ngadziremekedzeke, ngadziremekedzeke)
pangava pane vakuru vari pamatare avo
(ngadziremekedzeke, ngadziremekedzeke)
pangava pane vakuru vari pamatare avo
(ngadziremekedzeke, ngadziremekedzeke)
pangava pavatezvara vawakaroorera
(ngavaremekedzwewo, ngavaremekedzwewo)
pangava pavatezvara vawakaroorera
(ngavaremekedzwewo, ngavaremekedzwewo)

[chorus]
tsika dzako mwana iwe ngadziremekedzewozve
(ngadziremekedzeke, ngadziremekedzeke)
pangava pane vakuru vari pamatare avo
(ngadziremekedzeke, ngadziremekedzeke)
pangava pavatezvara vawakaroorera
(ngavaremekedzwewo, ngavaremekedzwewo)
angava mudzimai wako wawakaroora
(mumuremekedzewo, mumuremekedzwewo)
[second chorus]
hembe yako mwanawe ngairemekedzwewo
(ngairemekedzeke, ngairemekedzeke)
pangava pane mitambo yaunofara nevamwe
(ngairemekedzeke, ngairemekedzeke)
panorairwa mwana wehurudza nherera tererawo
(dai w*ngobata rimwe ringatokupa upenyu)
panorairwa mwana wehurudza nherera tererawo
(dai w*ngobata rimwe ringatokupa upenyu)


Saksikan Video Tsika Dzinokosha - Leonard dembo Lyrics Berikut ini..


Random Song Lyrics :

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...

LIRIK YANG LAGI HITS BULAN INI

Loading...