lirikku.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #
.

Lirik Lagu Leonard dembo – Nzungu Ndamenya


By: Admin | Artist: L leonard dembo | Published: 2024-07-07T10:48:07:00+07:00
Lirik Lagu Leonard dembo – Nzungu NdamenyaLirikku.ID - Lirik Lagu Leonard dembo – Nzungu Ndamenya: Halo Lirikku.ID, Dalam konten ini, kami menyediakan chord gitar untuk lagu "Lirik Lagu Leonard dembo – Nzungu Ndamenya" yang dinyanyikan oleh Toton L leonard dembo. Dengan chord yang disajikan, pemula atau penggemar musik dapat dengan mudah memainkan lagu ini dengan gitar mereka sendiri. Kami menyajikan chord dengan akurasi tinggi sehingga pemain dapat mengikuti alunan musiknya dengan baik. Juga, kami akan memberikan informasi tambahan mengenai lirik lagu dan mungkin beberapa tips untuk menyempurnakan permainan gitar. Konten ini cocok untuk penggemar musik yang ingin belajar lagu baru atau bagi mereka yang ingin menikmati kesenangan bermain musik dengan gitar. Silahkan disimak Lirik Lagu Leonard dembo – Nzungu Ndamenya Berikut Dibawah ini untuk Selanjutnya.

ruva rangu ratanhwa naniko?
ndatsvaga padavi raroka ndarishaya
njiva yangu yatorwa naniko?
ndatsvaga mudendere rayo ndaishaya
njiva yangu yatorwa naniko?
ndatsvaga mudendere rayo ndaishaya
vane chigumbu chikuru amai
vanditanhira ruva ravo ndariramba
vane chigumbu chikuru ambuya
vanditanhira ruva ravo handiride
ndavaudza varamba amai
“ndinaye w~ngu nzungu muchiona ndamenya”
ndavaudza varamba ambuya
“ndinaye w~ngu nzungu muchiona ndamenya”
wakanaka mwana weshoroma
ndinomuda anodiwa nevakawanda
dai wananawo naye
wakanaka mwana weshoroma
ndinomuda anodiwa nevakawanda
dai wananawo naye
ndinzwewo mwana weshoroma
nhume dzangu dzawanda
nyuchi dzisina basa dzinouya dzisina maruva ka
ndatambura newe iwe
ndikafunga mwana we shoroma, wandipengesa
ndatadza kuziva nezvandiri kufunga newe iwe ka
ndikafunga mwana weshoroma, wavapengesa
vatadza kuziva nezvari kuronga newe iwe ka
ndikati ndifare newe vane chizondo
kuti nditaure newe ruvengo rwuripo
ndichatosiyana newe iwe kuti vafare ava
ndichatosiyana newe iwe kuti vagarike
ruva rangu ratanhwa naniko?
ndatsvaga padavi raro ka ndarishaya
njiva yangu yatorwa naniko?
ndatsvaga mudendere rayo ndaishaiwa
nzembe yangu yatorwa naniko?
ndatsvaga mudendere rayo ndaishaiwa
vane chigumbu chikuru amai
vanditanhira ruva ravo ndariramba
vane chigumbu chikuru ambuya
vanditanhira ruva ravo handiride
ndavaudza varamba amai
“ndinaye w~ngu nzungu muchiona ndamenya”
ndavaudza varamba ambuya
“ndinaye w~ngu nzungu muchiona ndamenya”
wakanaka mwana weshoroma
ndinomuda anodiwa nevakawanda
dai ndawananawo naye
wakanaka mwana weshoroma
ndinomuda anodiwa nevakawanda
dai ndawananawo naye
ndinzwewo mwana weshoroma
nhume dzangu dzawanda
nyuchi dzisina basa dzinouya dzisina maruva ka
ndatambura newe iwe
ndikafunga mwana we shoroma, wandipengesa
ndatadza kuziva nezvandiri kufunga newe iwe ka
ndikafunga mwana weshoroma, wavapengesa
vatadza kuziva nezvari kuronga newe iwe ka
ndikati ndifare newe vane chizondo
kuti nditaure newe ruvengo rwuripo
ndichatosiyana newe iwe kuti vafare ava
ndichatosiyana newe iwe kuti vagarike
ndichatosiyana newe iwe kuti vafare ava
ndichatosiyana newe iwe kuti vagarike
ndichatosiyana newe iwe kuti vafare ava
ndichatosiyana newe iwe kuti vagarike
ndichatosiyana newe iwe kuti vafare ava
ndichatosiyana newe iwe kuti vagarike
ndichatosiyana newe iwe kuti vafare ava
ndichatosiyana newe iwe kuti vagarike


Saksikan Video Lirik Lagu Leonard dembo – Nzungu Ndamenya Berikut ini..


Lirik lagu lainnya: