lirikku.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #
.

Lirik Lagu Leonard dembo – Kukura Mumhu


By: Admin | Artist: L leonard dembo | Published: 2024-15-05T04:36:48:00+07:00
Lirik Lagu Leonard dembo – Kukura MumhuLirikku.ID - Lirik Lagu Leonard dembo – Kukura Mumhu: Halo Lirikku.ID, Dalam konten ini, kami menyediakan chord gitar untuk lagu "Lirik Lagu Leonard dembo – Kukura Mumhu" yang dinyanyikan oleh Toton L leonard dembo. Dengan chord yang disajikan, pemula atau penggemar musik dapat dengan mudah memainkan lagu ini dengan gitar mereka sendiri. Kami menyajikan chord dengan akurasi tinggi sehingga pemain dapat mengikuti alunan musiknya dengan baik. Juga, kami akan memberikan informasi tambahan mengenai lirik lagu dan mungkin beberapa tips untuk menyempurnakan permainan gitar. Konten ini cocok untuk penggemar musik yang ingin belajar lagu baru atau bagi mereka yang ingin menikmati kesenangan bermain musik dengan gitar. Silahkan disimak Lirik Lagu Leonard dembo – Kukura Mumhu Berikut Dibawah ini untuk Selanjutnya.

[verse 1: leonard dembo]
hande k~musha chizukuruwe
vadzimu vedu vafare, vari kutambura
hande k~musha chizukuruwe
vadzimu vedu vafare, vari kutambura
hona mashura nguva nenguva
kuvana vedu, vari kutambura
hona mashura nguva nenguva
kuvana vedu, vari kutambura
wotora dhorobha semusha wako
wosiya baba namai variko vachitambura
wotora dhorobha semusha wako
wosiya baba namai variko vachitambura
iwe unodya nekunwa zvinonaka
vabereki vako vachifa nenzara

[verse 2: leonard dembo]
iwe unodya nekunwa zvinonaka
vabereki vako vachifa nenzara

[verse 3: leonard dembo]
kukura wakura mumhu chete
asi pfungwa dzakowe hadzisati dzikakura
kukura wakura mumhu chete
asi pfungwa dzakowe hadzisati dzikakura
kukura ndakura pfungwa chete
asi mumhu w~nguwo hausati ukakura
kukura ndakura pfungwa chete
asi mumhu w~nguwo hausati ukakura
chinotova chik~mbiro kwamurika
asi mumhu wavo hausati ukakura
chinotova chik~mbiro kwamurika
asi mumhu wake hausati ukakura
chinotova chik~mbiro kwamurika
asi mumhu yedu haisati ikakura
zvimwewo muchatiregerera
honguka kutadza ndekwedu
zvimwewo muchatiregerera
nemiwo kutadza ndekwenyu
zvimwewo muchatiregerera
honguka kutadza ndekwedu
zvimwewo muchatiregerera
nesuwo kutadza ndekwedu
inga ndimi makasike rudzi


Saksikan Video Lirik Lagu Leonard dembo – Kukura Mumhu Berikut ini..


Lirik lagu lainnya: