lirikku.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #
.

Huya Tivake Imba - Leonard dembo Lyrics


By: Admin | Artist: L leonard dembo | Published: 2024-29-09T09:25:51:00+07:00
Huya Tivake Imba - Leonard dembo LyricsLirikku.ID - Huya Tivake Imba - Leonard dembo Lyrics: Halo Lirikku.ID, Dalam konten ini, kami menyediakan chord gitar untuk lagu "Huya Tivake Imba - Leonard dembo Lyrics" yang dinyanyikan oleh Toton L leonard dembo. Dengan chord yang disajikan, pemula atau penggemar musik dapat dengan mudah memainkan lagu ini dengan gitar mereka sendiri. Kami menyajikan chord dengan akurasi tinggi sehingga pemain dapat mengikuti alunan musiknya dengan baik. Juga, kami akan memberikan informasi tambahan mengenai lirik lagu dan mungkin beberapa tips untuk menyempurnakan permainan gitar. Konten ini cocok untuk penggemar musik yang ingin belajar lagu baru atau bagi mereka yang ingin menikmati kesenangan bermain musik dengan gitar. Silahkan disimak Huya Tivake Imba - Leonard dembo Lyrics Berikut Dibawah ini untuk Selanjutnya.

[chorus: leonard dembo & barura express]
mudiwa w*ngu ndiroore tivake musha wedu
(mudiwa w*ngu ndiroore tivake musha wedu)
mudiwa w*ngu ndiroore tivake musha wedu
(mudiwa w*ngu ndiroore tivake musha wedu)
wakati uchandiroora tovaka imba yedu
(wakati uchandiroora tovaka imba yedu)
wakati uchandiroora tovaka imba yedu
(wakati uchandiroora tovaka imba yedu)
zvekunyeperwa ndaneta ndoda zvemumba mangu
(zvekunyeperwa ndaneta ndoda zvemumba mangu)
zvekunyeperwa ndaneta ndoda zvemumba mangu
(zvekunyeperwa ndaneta ndoda zvemumba mangu)
hona vari kwamutoko mudiwaka (ihoyi*hoyi)
hona vanoridza mupururu (ihoyi*hoyi)
hona vari kwarusape mudiwaka (ihoyi*hoyi)
hona vanoridza mupururu (ihoyi*hoyi)

[chorus: leonard dembo & barura express]
mudiwa w*ngu ndiroore tivake musha wedu
(mudiwa w*ngu ndiroore tivake musha wedu)
mudiwa w*ngu ndiroore tivake musha wedu
(mudiwa w*ngu ndiroore tivake musha wedu)
wakati uchandiroora tovaka imba yedu
(wakati uchandiroora tovaka imba yedu)
wakati uchandiroora tovaka imba yedu
(wakati uchandiroora tovaka imba yedu)
hona vari kwamutoko mudiwaka (ihoyi*hoyi)
nhasi vanoridza mupururu (ihoyi*hoyi)
hona vari kwarusape mudiwaka (ihoyi*hoyi)
nhasi vanoridza mupururu (ihoyi*hoyi)
hona vari k*masvingo mudiwaka (ihoyi*hoyi)
nhasi vanoridza mupururu (ihoyi*hoyi)
inga ihoyi*hoyi mudiwaka (ihoyi*hoyi)
inga (ihoyi*hoyi) mudiwaka (ihoyi*hoyi)
inga (ihoyi*hoyi) mudiwaka (ihoyi*hoyi)
inga (ihoyi*hoyi) mudiwaka (ihoyi*hoyi)
[outro: leonard dembo]
hameno zvavo vakanyararira
vakamvonyera vavo k*mapfimbi
vamwe vanongotaura


Saksikan Video Huya Tivake Imba - Leonard dembo Lyrics Berikut ini..


Random Song Lyrics :

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...

LIRIK YANG LAGI HITS BULAN INI

Loading...