lirikku.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #
.

Lirik Lagu Killer t - Ndizviponde Here


By: Admin | Artist: K killer t | Published: 2024-01-07T13:03:41:00+07:00
Lirik Lagu Killer t - Ndizviponde HereLirikku.ID - Lirik Lagu Killer t - Ndizviponde Here: Halo Lirikku.ID, Dalam konten ini, kami menyediakan chord gitar untuk lagu "Lirik Lagu Killer t - Ndizviponde Here" yang dinyanyikan oleh Toton K killer t. Dengan chord yang disajikan, pemula atau penggemar musik dapat dengan mudah memainkan lagu ini dengan gitar mereka sendiri. Kami menyajikan chord dengan akurasi tinggi sehingga pemain dapat mengikuti alunan musiknya dengan baik. Juga, kami akan memberikan informasi tambahan mengenai lirik lagu dan mungkin beberapa tips untuk menyempurnakan permainan gitar. Konten ini cocok untuk penggemar musik yang ingin belajar lagu baru atau bagi mereka yang ingin menikmati kesenangan bermain musik dengan gitar. Silahkan disimak Lirik Lagu Killer t - Ndizviponde Here Berikut Dibawah ini untuk Selanjutnya.

[intro]
ptk music
heya, heya, hooo-ho-ho
heya, heya, hooo-ho-ho
heya, heya, hooo-ho-ho

[chorus]
unoda ndizviponde here?
kuti ndikuratidze kuti uri mumwe w-ngu
unoda ndizviuraye here?
ugobvuma ndava muguva uri mumwe w-ngu
rudo haridi zvek-manikidza
asi chingozviziva uri mumwe w-ngu
ndapota mudiwa w-ngu usandishungurudza
asi chingozviziva uri mumwe w-ngu

[verse 1]
ko chimbo cherudo mudiwa teerera
pfumo pamwoyo pangu usandibairira
hameno mhepo dzavo dzavanondisairira
izvo zvavanogona zvaakangwarira
inini ndiri adhamu, iwewe evha
iwewe mai mariya, inini josefa
teerera mudiwa w-ngu zvandichakuudza
asi chingozviziva uri mimwe w-ngu

[chorus]
unoda ndizviponde here?
kuti ndikuratidze kuti uri mumwe w-ngu
unoda ndizviuraye here?
ugobvuma ndava muguva uri mumwe w-ngu
rudo haridi zvek-manikidza
asi chingozviziva uri mumwe w-ngu
ndapota mudiwa w-ngu usandishungurudza
asi chingozviziva uri mumwe w-ngu

[verse 2]
mwoyo w-ngu akautora ndobva wauviga
(asi chingozviziva uri mumwe w-ngu)
inini sekuona kw-ngu hazvisi zvega
(asi chingozviziva uri mumwe w-ngu)
handikwanise mudiwa w-ngu kugara ndiri ndega
(asi chingozviziva uri mumwe w-ngu)
ndinokuda mudiwa w-ngu zvimwe ona wega
(asi chingozviziva uri mumwe w-ngu)

[chorus]
unoda ndizviponde here?
kuti ndikuratidze kuti uri mumwe w-ngu
unoda ndizviuraye here?
ugobvuma ndava muguva uri mumwe w-ngu
rudo haridi zvek-manikidza
asi chingozviziva uri mumwe w-ngu
ndapota mudiwa w-ngu usandishungurudza
asi chingozviziva uri mumwe w-ngu

[verse 3]
ko chimbo cherudo mudiwa teerera
pfumo pamwoyo pangu usandibairira
hameno mhepo dzavo dzavanondisairira
izvo zvavanogona zvaakangwarira
inini ndiri adhamu, iwewe evha
iwewe mai mariya, inini josefa
teerera mudiwa w-ngu zvandichakuudza
asi chingozviziva uri mimwe w-ngu

[chorus]
unoda ndizviponde here?
kuti ndikuratidze kuti uri mumwe w-ngu
unoda ndizviuraye here?
ugobvuma ndava muguva uri mumwe w-ngu
rudo haridi zvek-manikidza
asi chingozviziva uri mumwe w-ngu
ndapota mudiwa w-ngu usandishungurudza
asi chingozviziva uri mumwe w-ngu

[verse 4]
mwoyo w-ngu akautora ndobva wauviga
(asi chingozviziva uri mumwe w-ngu)
inini sekuona kw-ngu hazvisi zvega
(asi chingozviziva uri mumwe w-ngu)
handikwanise mudiwa w-ngu kugara ndiri ndega
(asi chingozviziva uri mumwe w-ngu)
ndinokuda mudiwa w-ngu zvimwe ona wega
(asi chingozviziva uri mumwe w-ngu)

[chorus]
unoda ndizviponde here?
kuti ndikuratidze kuti uri mumwe w-ngu
unoda ndizviuraye here?
ugobvuma ndava muguva uri mumwe w-ngu
rudo haridi zvek-manikidza
asi chingozviziva uri mumwe w-ngu
ndapota mudiwa w-ngu usandishungurudza
asi chingozviziva uri mumwe w-ngu


Saksikan Video Lirik Lagu Killer t - Ndizviponde Here Berikut ini..


Lirik lagu lainnya: