lirikku.id
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #
.

Kuregerera In Advance - Joyous celebration Lyrics


By: Admin | Artist: J joyous celebration | Published: 2024-25-09T22:24:06:00+07:00
Kuregerera In Advance - Joyous celebration LyricsLirikku.ID - Kuregerera In Advance - Joyous celebration Lyrics: Halo Lirikku.ID, Dalam konten ini, kami menyediakan chord gitar untuk lagu "Kuregerera In Advance - Joyous celebration Lyrics" yang dinyanyikan oleh Toton J joyous celebration. Dengan chord yang disajikan, pemula atau penggemar musik dapat dengan mudah memainkan lagu ini dengan gitar mereka sendiri. Kami menyajikan chord dengan akurasi tinggi sehingga pemain dapat mengikuti alunan musiknya dengan baik. Juga, kami akan memberikan informasi tambahan mengenai lirik lagu dan mungkin beberapa tips untuk menyempurnakan permainan gitar. Konten ini cocok untuk penggemar musik yang ingin belajar lagu baru atau bagi mereka yang ingin menikmati kesenangan bermain musik dengan gitar. Silahkan disimak Kuregerera In Advance - Joyous celebration Lyrics Berikut Dibawah ini untuk Selanjutnya.

handidi ini kufa ne bp
ndigotadza kupinda denga
nekuda kwekusaregerera
mweya w-ngu wonanga gehenna
kwete, ndinokuregerera
ishe vakandiregerera wo
saka ndato kuregerera
kuregerera in advance

zvauri iwe mudiwa w-ngu
ndinozviziva uchanditadzira
saka ndatokuregerera
kuregerera in advance
ndiwe zvako uripa whatsapp
uchingo flirter nevamwe
moyo w-ngu urikurwadza
asi ndinokuregerera
babie ndinokuregera
ishe vakandiregerera
saka ndatokuregerera
kuregerera in advance

mummy, mummy, ndinokuregerera
ndakanzinzva makambondirasa, kundirasira mu bhini
ini ndikudai mummy ishe vakandiregerera wo
saka ndinokuregererai kuregerera in advance
daddy daddy
daddy daddy hatisati tambosangana ka
asi ndinokudai daddy, uye ndinokuregererai
ndakanzinzva makaramba numbu ishe vakandiregerera wo
saka ndinokuregererai
kuregerera in advance

zvamuri imi vana vesangano
ndinozviziva muchanditaura
ndino zviziva muchandinyeya
he mufundisi varikuba mari
mufundisi havasisina power
mufundisi havasisina shoko
mukadzi wavo hagoni kupfeka
asi ndinokuregerera
church ndinokuregerera
ishe vakandiregerera
saka ndinokuregerera
kuregerera in advance

nhai mwari we
nhai mwari we

dzidzisai moyo kuregerera
moyo ngaudzidze kuregerera

pandakakutadzirai mwari
makandipa 2nd chance
mukandipa 3rd chance
ndikanyepa mukati 4th chance
ndokutadza zve mukati 5th chance
mukati thousand, million, billion, trillion, zillion chances!


Saksikan Video Kuregerera In Advance - Joyous celebration Lyrics Berikut ini..


Random Song Lyrics :

LIRIK YANG LAGI HITS MINGGU INI

Loading...

LIRIK YANG LAGI HITS BULAN INI

Loading...