Lirik Lagu Ndi kacee - Nzizi
[intro: ndi kacee]
zo~zororai murugare
zo~zororai murugare
zorororai murugare
(takue~made~the~beat)
[chorus: ndi kacee]
nzizi, nzizi
misodzi inoyerera matama senzizi, nzizi
vakatisiya aiwa vazhinji, vazhinji
asi tinovimba kuti mwari~iii munovachengetedza
uh~huh
[verse 1: ndi kacee]
ndiani
ko ndiani
angapotswe~wo nerufu, rufu
ndiani
ko ndiani
angapotswe~wo nekufa, kufa
eh, vakamotora vose
panyika yose, mugere mose
pamwe maitora dzinza rose
zvatozvachose havachadzoke vose
dai zviri nyore nyore
mavhura denga tivaone
dai zviri nyore nyore
mavhura denga tivaone
[chorus: ndi kacee]
nzizi, nzizi
misodzi inoyerera matama senzizi, nzizi
vakatisiya aiwa vazhinji, vazhinji
asi tinovimba kuti mwari~iii munovachengetedza
uh~huh
[verse 2: ndi kacee]
vadzimu woyee (vadzimu woye)
ndiratidzei zuva rekufa kw~ngu
nyadenga woye (nyadenga woye)
ndiratidzei zuva rekufa
dai taiziva misi nenguva
taigara tachera makuva
chero jorodhani rebhabhatizima
taigara tatotori yambuka
asi hatizivi misi nenguva
tongok~mbira mutiwedzere zuva
asi hatizivi misi nenguva
tongok~mbira muwedzere mazuva
[chorus: ndi kacee]
nzizi, nzizi
misodzi inoyerera matama senzizi, nzizi
vakatisiya aiwa vazhinji, vazhinji
asi tinovimba kuti mwari~iii munovachengetedza
uh~huh
[bridge: ndi kacee]
zo~zororai murugare
zo~zororai murugare
zorororai murugare
[outro: ndi kacee]
nzizi, nzizi
nzizi, nzizi
vazhinji, vazhinji
mwari~iii munovachengetedza
uh~huh
Lirik lagu lainnya:
- lirik lagu qantice - epic fail
- lirik lagu etcetra - kalakaand
- lirik lagu matthew and the atlas - halo
- lirik lagu flor amargo - luciérnaga azul
- lirik lagu i9bonsai - cant keep ## up
- lirik lagu groundfeeder - thirty days
- lirik lagu judith gayle - daddy oh
- lirik lagu hilla - polarkreis
- lirik lagu kabza de small x dj maphorisa - hello
- lirik lagu oomph! - unter deiner haut